Psalms 138:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pazuʋa randakaɗana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakadana, imi makandipindura; makandishingisa nomwoyo wakasimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakachema makandidavira, mukandisimbaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pazuva randakadana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamweya wangu.
Shona 2009?
Pazuva randakadana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Pazuva randakadana makandipindura, Makandisimbisa nesimba pamweya wangu.