Psalms 138:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ʋacaimba ʋacireʋa nzira dzaJehova; Nokuti kubginya kwaJehova kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngavaimbe pamusoro penzira dzaJehovha, nokuti kubwinya kwaJehovha kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachaimba vachikudza maitiro aTENZI nokuti mbiri yaTENZI ihuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, vachaimba vachireva nzira dzaJehovha; Nokuti kubwinya kwaJehovha kukuru.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, vachaimba vachireva nzira dzaJehovha; Nokuti kubwinya kwaJehovha kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, vachaimba vachireva nzira dzaJehovha; Nokuti kubwinya kwaJehovha kukuru.