Psalms 138:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ucandikwanisira ɀinhu ɀaŋgu; Ŋgoni dzenyu, Jehova, dzinogara nokusiŋgaperi; Musarega maɓasa amaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha achazadzisa zvirongwa zvake neni; rudo rwenyu, imi Jehovha, runogara nokusingaperi, musasiya mabasa amaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI achazadzisa chinangwa chake mandiri mwoyochena wenyu TENZI hauperi musarase basa ramaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha achandikwanisira zvinhu zvangu; Ngoni dzenyu, Jehovha, dzinogara nokusingaperi; Musarega mabasa amaoko enyu.
Shona 2009?
Jehovha achandikwanisira zvinhu zvangu; Ngoni dzenyu, Jehovha, dzinogara nokusingaperi; Musarega mabasa amaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha achandikwanisira zvinhu zvangu; Ngoni dzenyu, Jehovha, dzinogara nokusingaperi; Musarega mabasa amaoko enyu.