Psalms 139:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge rima hariŋga ndi ʋanzi kwamuri, Asi ʋusiku ʋunopenya samasikati; Rima neciedza ɀakafanana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange rima haringavi rima kwamuri; usiku huchapenya samasikati, nokuti rima rakaita samasikati kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange rima harina kusviba kwamuri, usiku hwakachena samasikati. Kwamuri rima nechiedza zvakangofanana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange rima haringandivanzi kwamuri, Asi usiku hunopenya samasikati; Rima nechiedza zvakafanana.
Shona 2009?
Kunyange rima haringandivanzi kwamuri, Asi usiku hunopenya samasikati; Rima nechiedza zvakafanana.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe rima haringandivanzi kwamuri, Asi usiku hunopenya samasikati; Rima nechiedza zvakafanana.