Psalms 139:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuʋoŋgai; nokuti ndakaitwa nomutoʋo unotyisa unoshamisa; Maɓasa enyu anoshamisa; Mŋeya waŋgu unoɀiziʋa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokurumbidzai nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa uye unoshamisa; mabasa enyu anoshamisa, ndinonyatsozviziva kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokurumbidzai nokuti munotyisa uye munoshamisa. Mabasa enyu anoshamisa munonyatsondiziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuvongai; nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa unoshamisa; Mabasa enyu anoshamisa; Mweya wangu unozviziva kwazvo.
Shona 2009?
Ndichakuvongai; nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa unoshamisa; Mabasa enyu anoshamisa; Mweya wangu unozviziva kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuvongai; nokuti ndakaitwa nomutoo unotyisa unoshamisa; Mabasa enyu anoshamisa; Mweya wangu unozviziva kwazvo.