Psalms 139:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafupa aŋgu akaŋga asina kuʋanzwa kwamuri, Paŋguʋa yandakaitwa pakaʋanda, Pakuʋumbga kwaŋgu nenjere panɀimbo dzezasi dzapasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapfupa angu akanga asina kuvanzika kwamuri, pandakanga ndaiswa munzvimbo yakavanda. Pandakarukwa ndiri pakadzika penyika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandiri zvakanga zvisina kuvanzika kwamuri pandaiumbwa muchivande, ndichinyatsosonanidzwa pasi pasi chaipo penyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, Panguva yandakaitwa pakavanda, Pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi.
Shona 2009?
Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, Panguva yandakaitwa pakavanda, Pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi.
Shona SUB 2002 Bible
Mapfupa angu akanga asina kuvanzwa kwamuri, Panguva yandakaitwa pakavanda, Pakuumbwa kwangu nenjere panzvimbo dzezasi dzapasi.