Psalms 139:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meso enyu akaʋona muʋiri waŋgu ucigere kukwaniswa, Ɀose ɀakaŋga ɀakanyorwa murugwaro rwenyu, Zuʋa rimŋe nerimŋe rokuʋumbga kwaɀo, Kusati kwaʋa necimŋe caɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
meso enyu akaona muviri usati waumbwa. Mazuva ose andakarongerwa akanga akanyorwa mubhuku renyu, rimwe rawo risati ravapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makandiona nemeso nhengo dzangu dzisati dzaumbwa. Dzakanga dzanyorwa mubhuku menyu dzikazoumbwa panguva yadzo kusvikira dzose dzapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meso enyu akaona muviri wangu uchigere kukwaniswa, Zvose zvakanga zvakanyorwa murugwaro rwenyu, Zuva rimwe nerimwe rokuumbwa kwazvo, Kusati kwava nechimwe chazvo.
Shona 2009?
Meso enyu akaona muviri wangu uchigere kukwaniswa,Zvose zvakanga zvakanyorwa murugwaro rwenyu,zuva rimwe nerimwe rokuumbwa kwazvo, Kusati kwava nechimwe chazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Meso enyu akaona muviri wangu uchigere kukwaniswa, Zvose zvakanga zvakanyorwa murugwaro rwenyu, Zuva rimwe nerimwe rokuumbwa kwazvo, Kusati kwava nechimwe chazvo.