Psalms 139:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Miraŋgariro yenyu, Mŋari, inoɗikanwa sei neni! Yakakura sei pakuʋereŋgwa kwayo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mirangariro yenyu inokosha sei kwandiri, imi Mwari! Yakakura sei pakuverengwa kwayo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakusi kukosha kwakaita pfungwa dzenyu kwandiri TENZI uye hakusi kukura kwadzakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mirangariro yenyu, Mwari, inodikanwa sei nei! Yakakura sei pakuverengwa kwayo!
Shona 2009?
Mirangariro yenyu, Mwari, inodikamwa sei neni! Yakakura sei pakuverengwa kwayo!
Shona SUB 2002 Bible
Mirangariro yenyu, Mwari, inodikanwa sei nei! Yakakura sei pakuverengwa kwayo!