Psalms 139:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai muciʋuraya henyu ʋakaipa, Mŋari; Naiɀoɀo ibvai kwandiri, imi ʋanhu ʋeropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai mukangouraya vakaipa, imi Mwari! Endai kure neni, imi vanhu vokuteura ropa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai muchingouraya zvenyu vakaipa, Mwari uye kuti mhondi dzisudurukane neni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai muchiuraya henyu vakaipa, Mwari; Naizvozvo ibvai kwandiri, imi vanhu veropa.
Shona 2009?
Dai muchiuraya henyu vakaipa, Mwari; Naizvozvo ibvai kwandiri, imwi vanhu veropa.
Shona SUB 2002 Bible
Dai muchiuraya henyu vakaipa, Mwari; Naizvozvo ibvai kwandiri, imi vanhu veropa.