Psalms 139:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa kugara kwaŋgu pasi nokusimuka kwaŋgu, Munonzwisisa kufuŋga kwaŋgu muri kure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munoziva nguva yandinogara neyandinosimuka; munonzwisisa pfungwa dzangu muri kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munoziva mafambiro namagariro munonzwisisa pfungwa dzangu imi muri kure zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoziva kugara kwangu pasi nokusimuka kwangu, Munonzwisisa kufunga kwangu muri kure.
Shona 2009?
Munoziva kugara kwangu pasi nokusimuka kwangu, Munonzwisisa kufunga kwangu muri kure.
Shona SUB 2002 Bible
Munoziva kugara kwangu pasi nokusimuka kwangu, Munonzwisisa kufunga kwangu muri kure.