Psalms 139:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutarire kana panenzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muone kana musina nzira yakaipa mandiri, mugondifambisa munzira isingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muone kana mune chakaipa mandiri munditungamirire munzira yokugara nokugara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutarire kana panenzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isingaperi.
Shona 2009?
Mutarire kana panenzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Mutarire kana pane nzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isingaperi.