Psalms 139:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munocerekedza kufamba kwaŋgu nokuʋata kwaŋgu pasi, Munoziʋa nzira dzaŋgu dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munonzvera kubuda kwangu nokuvata kwangu pasi; munoziva nzira dzangu dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munocherechedza kufamba kwangu nokurara kwangu uye munoziva nzira dzangu dzose,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munocherekedza kufamba kwangu nokuvata kwangu pasi, Munoziva nzira dzangu dzose.
Shona 2009?
Munocherekedza kufamba kwangu nokuvata kwangu pasi, Munoziva nzira dzangu dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Munocherechedza kufamba kwangu nokuvata kwangu pasi, Munoziva nzira dzangu dzose.