Psalms 139:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndikakwira kuɗeŋga muri’po; Kana ndikaɀiwarira nhoʋo paSheori, tarirai muri’po ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ndikakwira kumatenga, imi muriko; kana ndikawarira mubhedha wangu kwakadzika, imi muriko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ndikati ndiende kudenga imi muriko? Ndikati ndiwarire uvato hwangu kunzvimbo yavakafa imi muriko,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndingakwira kudenga muripo; Kana ndikazviwarira nhoo paSheori, tarirai muripowo.
Shona 2009?
Kana ndikakwira kudenga muripo; Kana ndikazviwarira nhovo paSheori, tarirai muripowo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndingakwira kudenga muripo; Kana ndikazviwarira nhoo paSheori, tarirai muripowo.