Psalms 14:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba. Pisarema raDavidi. Ƃenzi rakati mumŋoyo maro: Mŋari haako. Ʋakaʋora, ʋakaɓata maɓasa anonyaŋgadza; Hapana‐unoita ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. [1] Benzi rinoti mumwoyo maro, “Hakuna Mwari.” Vakaora, mabasa avo akashata; hakuna anoita zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uipi hwavanhu Benzi rinoti nechomumwoyo, “Hakuna Mwari.” Vane tsika dzakaora; vanoita zvinhu zvinosemesa; hapana anoita zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari haako.” Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka.
Shona 2009?
Benzi rakati mumoyo maro, "Mwari haako." Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Benzi rakati mumwoyo maro, “Mwari haako.” Vakaora, vakabata mabasa anonyangadza; Hapana anoita zvakanaka.