Psalms 14:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatsauka ʋose, ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hapana‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakasvibiswa; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona 2009?
Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyangwe nomumwe.