Psalms 14:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋacitya ɀikuru ipapo; Nokuti Mŋari unogara parudzi rwaʋakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavari ipapo, vakazara nokutya, nokuti Mwari ari paungano yavakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vachabatwa nokutya kukuru nokuti Mwari ari pamwe nechizvarwa chavakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama.
Shona 2009?
Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vachitya zvikuru ipapo; Nokuti Mwari anogara parudzi rwavakarurama.