Psalms 140:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, unamakuhwa, haaŋgasimbiswi pasi; Ɀakaipa ɀicavima munhu unomanikidza kuti ɀimuparadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana makuhwa ngavarege kusimbiswa panyika; njodzi ngaivhime vanhu vanoita nechisimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyombi ngaarege kudzika midzi munyika, zvakashata ngazviwire nokukurumidza munhu anokuvadza vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, anamakuhwa, haangasimbiswi pasi; Zvakaipa zvichavhima munhu anomanikidza kuti zvimuparadze.
Shona 2009?
Munhu, anamakuhwa, haangasimbiswi pasi; Zvakaipa zvichavhima munhu anomanikidza kuti zvimuparadze.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, ana makuhwa, haangasimbiswi pasi; Zvakaipa zvichavhima munhu anomanikidza kuti zvimuparadze.