Psalms 140:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiceŋgetei, Jehova, pamaʋoko owakaipa; Ndiceŋgetei pamunhu unomanikidza; Ʋanofuŋga mano okugumbusa tsoka dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichengetei, imi Jehovha, kubva mumaoko avakaipa; ndidzivirirei pavanhu vanoita nechisimba vanoronga kupinga tsoka dzangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichengeteiwo TENZI ndirege kuwira mumaoko avakaipa ndichengeteiwo kuvanhu vanokuvadza vamwe vakaronga kupingirisha makumbo angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichengetei, Jehovha, pamaoko owakaipa; Ndichengetei pamunhu anomanikidza; Vanofunga mano okugumburisa tsoka dzangu.
Shona 2009?
Ndichengetei, Jehovha, pamaoko owakaipa; Ndichengetei pamunhu anomanikidza; Vanofunga mano okugumburisa tsoka dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichengetei, Jehovha, pamaoko owakaipa; Ndichengetei pamunhu anomanikidza; Vanofunga mano okugumburisa tsoka dzangu.