Psalms 140:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoɀikudza ʋakandiʋanzira musuŋgo namaɓote; Ʋakadzika mumbure parutiʋi rwenzira: Ʋakanditeyera rugombe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanozvikudza vakandivanzira musungo; vakatambanudza mabote emimbure yavo uye vakateya ugombe munzira yandinofamba nayo. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanozvikudza vakanditeya zvakavanda, vakawarira misungo munzira samambure, vakanditeya nomusungo munzira. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanozvikudza vakandivanzira musungo namabote; Vakadzika mumbure parutivi rwenzira, Vakanditeyera rugombe.
Shona 2009?
Vanozvikudza vakandivanzira musungo namabote; Vakadzika mumbure parutivi rwenzira, Vakanditeyera rugombe.
Shona SUB 2002 Bible
Vanozvikudza vakandivanzira musungo namabote; Vakadzika mumbure parutivi rwenzira, Vakanditeyera rugombe.