Psalms 140:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati kunaJehova: Ndimi Mŋari waŋgu; Tererai, Jehova, munzwe inzwi rokukumbira kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, ndinoti kwamuri, “Ndimi Mwari wangu.” Haiwa Jehovha, inzwai kuchemera nyasha kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoti kuna TENZI, “Ndimi Mwari wangu inzwaiwo izwi rokukumbira kwangu, TENZI.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Mwari wangu;” Teererai, Jehovha, munzwe izwi rokukumbira kwangu.
Shona 2009?
Ndakati kuna Jehovha, Mwari wangu; " Teererai, Jehovha, munzwe inzwi rokukumbira kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Mwari wangu;” Teererai, Jehovha, munzwe izwi rokukumbira kwangu.