Psalms 140:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari Ishe, ndimi simba rokuponeswa kwaŋgu, Makafukidza musoro waŋgu pazuʋa rokurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Ishe Jehovha, imi mudzikinuri wangu ane simba, anofukidza musoro wangu pazuva rehondo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari wangu, mununuri wangu ane simba, makadzivirira musoro wangu pazuva rehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari Ishe, ndimi simba rokuponeswa kwangu, Makafukidza musoro wangu pazuva rokurwa.
Shona 2009?
Mwari Ishe, ndimi simba rokuponeswa kwangu, Makafukidza musoro wangu pazuva rokurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari Ishe, ndimi simba rokuponeswa kwangu, Makafukidza musoro wangu pazuva rokurwa.