Psalms 140:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, regai kupa wakaipa ɀaanotȿaka; Musapfuʋudza zano rake rakaipa; kuti ʋarege kuɀikudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
regai kupa vakaipa zvavanoda, imi Jehovha; musarega urongwa hwavo huchibudirira, kuti varege kuzvikudza. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musape vakaipa zvavanoda, musaite kuti zvavanoronga zvibudirire. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, regai kupa wakaipa zvaanotsvaka; Musapfuudza zano rake rakaipa; kuti varege kuzvikudza.
Shona 2009?
Jehovha, regai kupa wakaipa zvaanotsvaka; Musapfuudza zano rake rakaipa; kuti varege kuzvikudza.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, regai kupa wakaipa zvaanotsvaka; Musapfuudza zano rake rakaipa; kuti varege kuzvikudza.