Psalms 141:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kurerekesa mŋoyo waŋgu kucinhu cakaipa, Kuti ndiite ɀakaipa Pamŋe cete naʋanhu ʋanoita ɀisina‐kururama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu ngaurege kukweverwa kune zvakaipa, kuti ndiitewo mabasa akaipa navanhu vanoita zvakaipa; ngandirege kudya zvinozipa zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai kurerekesa mwoyo wangu kune chinhu chakaipa kuti ndiite zvinhu zvakaipa, pamwechete navanhu vanoita zvakaipa regai kuti ndidye twunonaka twavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kurerekesa mwoyo wangu kuchinhu chakaipa, Kuti ndiite zvakaipa Pamwechete navanhu vanoita zvisina kururama.
Shona 2009?
Regai kurerekesa moyo wangu kuchinhu chakaipa, Kuti ndiite zvakaipa Pamwechete navanhu vanoita zvisina kururama.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kurerekesa mwoyo wangu kuchinhu chakaipa, Kuti ndiite zvakaipa Pamwechete navanhu vanoita zvisina kururama.