Psalms 141:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatoŋgi ʋaʋo ʋakawisirwa kumawere eɗombo; Ʋacanzwa kuti mashoko aŋgu akanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vatongi vavo vachakandwa kumawere, uye vakaipa vachadzidza kuti mashoko angu akanga akanaka kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vaiswa mumaoko avanhu vanovabata nemhosva, ndipo pavachadzidza kuti mazwi aTENZI ndeechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatongi vavo vakawisirwa kumawere edombo; Vachanzwa kuti mashoko angu akanaka.
Shona 2009?
Vatongi vavo vakawisirwa kumawere edombo; Vachanzwa kuti mashoko angu akanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Vatongi vavo vakawisirwa kumawere edombo; Vachanzwa kuti mashoko angu akanaka.