Psalms 141:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀakaita pasi kana parimŋa nokuparurwa, Saiɀoɀo mafupa eɗu akaparadzirwa pamuromo weSheori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vachati, “Sezvinoita anorima achiparura pasi, saizvozvo mapfupa edu akaparadzirwa pamuromo weguva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokutsemura kunoita munhu dombo achiripwanyira pasi, saizvozvowo mapfupa avo achanzi mwarara pamusuo weguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvakaita pasi kana parimwa nokuparurwa, Saizvozvo mapfupa edu akaparadzirwa pamuromo weSheori.
Shona 2009?
Sezvakaita pasi kana parimwa nokuparurwa, Saizvozvo mapfupa edu akaparadzirwa pamuromo weSheori.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvakaita pasi kana parimwa nokuparurwa, Saizvozvo mapfupa edu akaparadzirwa pamuromo weSheori.