Psalms 141:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti meso aŋgu anotarira kwamuri, Jehova Ishe; Ndinoʋimba nemi; regai kuɗurura ʋupenyu bgaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi meso angu anotarira kwamuri, imi Ishe Jehovha; ndinotizira kwamuri, regai kundiisa kurufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi maziso angu anotarisa kwamuri Mwari TENZI; ndinopotera kwamuri musandisiye ndiri pamhene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti meso angu anotarira kwamuri, Jehovha Ishe; Ndinovimba nemi; regai kudurura upenyu hwangu.
Shona 2009?
Nokuti meso angu anotarira kwamuri, Jehovha Ishe; Ndinovimba nemi; regai kudurura upenyu hwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti meso angu anotarira kwamuri, Jehovha Ishe; Ndinovimba nemi; regai kudurura upenyu hwangu.