Psalms 142:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rweMashiri rwaDavidi, paŋguʋa yaakaŋga ari muɓako; munyeŋgetetero. Ndinoɗanidzira nenzwi raŋgu kunaJehova; Nenzwi raŋgu ndinonyeŋgetera kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Masikiri raDhavhidhi. Paakanga ari mubako. Munyengetero. [1] Ndinodanidzira nenzwi guru kuna Jehovha; ndinosimudzira inzwi rangu kuna Jehovha, kuti andinzwire nyasha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhetembo yaDhavhidhi paaiva mubako munamato. Ndinochema zvinonzwika kuna TENZI; nezwi rangu ndinotsvitsa chichemo changu kuna TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinodanidzira nezwi rangu kuna Jehovha; Nezwi rangu ndinonyengetera kuna Jehovha.
Shona 2009?
Ndinodanidzira nenzwi rangu kuna Jehovha; Nenzwi rangu ndinonyengetera kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinodanidzira nezwi rangu kuna Jehovha; Nezwi rangu ndinonyengetera kuna Jehovha.