Psalms 142:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɗurura kucema kwaŋgu pamberi pake; Ndinomuziʋisa kutambudzika kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinodurura kugunun'una kwangu pamberi pake; ndinotaura nhamo dzangu pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodurura nhuna dzangu pamberi pake. Ndinotaura nhamo dzangu pamberi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinodurura kuchema kwangu pamberi pake; Ndinomuzivisa kutambudzika kwangu.
Shona 2009?
Ndinodurura kuchema kwangu pamberi pake; Ndinomuzivisa kutambudzika kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinodurura kuchema kwangu pamberi pake; Ndinomuzivisa kutambudzika kwangu.