Psalms 142:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yokumanikidzwa kwomŋeya waŋgu mukati maŋgu, makaziʋa nzira yaŋgu. Panzira yandinofamba nayo ʋakandiʋanzira musuŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mweya wangu paunoziya mandiri, imi ndimi munoziva nzira yangu. Munzira mandinofamba, vanhu vakandivanzira misungo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mweya wangu washaya simba imi munoziva nzira yandinofanira kutora munzira yandinofamba vakanditeera musungo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yokumanikidzwa kwomweya wangu mukati mangu, makaziva nzira yangu. Panzira yandinofamba nayo vakandivanzira musungo.
Shona 2009?
Panguva yokumanikidzwa komweya wangu mukati mangu, makaziva nzira yangu. Panzira yandinofamba nayo vakandivanzira musungo.
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yokumanikidzwa kwomweya wangu mukati mangu, makaziva nzira yangu. Panzira yandinofamba nayo vakandivanzira musungo.