Psalms 142:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai kurudyi rwaŋgu, muʋone; nokuti hakunomunhu unondiziʋa; Ndashaiwa ʋutiziro; hakunomunhu unehanya nomŋeya waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai kurudyi rwangu mugoona; hakuna ane hanya nemi. Handina utiziro; hakuna ane hanya noupenyu hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai zvenyu kurudyi muone kuti hakuna anombondionawo, hakuna kwokupotera, hapana ane hanya neni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai kurudyi rwangu, muone; nokuti hakuna munhu anondiziva; Ndashaiwa utiziro; hakuna munhu ane hanya nomweya wangu.
Shona 2009?
Tarirai kurudyi rwangu, muone; nokuti hakuna munhu anondiziva; Ndashaiwa utiziro; hakuna munhu ane hanya nomweya wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai kurudyi rwangu, muone; nokuti hakuna munhu anondiziva; Ndashaiwa utiziro; hakuna munhu ane hanya nomweya wangu.