Psalms 142:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaɗanidzira kwamuri, Jehova; Ndakati: Ndimi ʋutiziro bgaŋgu, Nomugoʋe waŋgu panyika yaʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinochema kwamuri, imi Jehovha; ndinoti, “Ndimi utiziro hwangu, nomugove wangu munyika yavapenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinochema kwamuri TENZI ndichiti ndimi diziro rangu; nhaka yangu munyika yavapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha; Ndakati, “Ndimi utiziro hwangu, Nomugove wangu panyika yavapenyu.”
Shona 2009?
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha; Ndakati, "Ndimi utiziro hwangu, Nomugove wangu panyika yavapenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndakadanidzira kwamuri, Jehovha; Ndakati, “Ndimi utiziro hwangu, Nomugove wangu panyika yavapenyu.”