Psalms 142:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tererai kuɗanidzira kwaŋgu; nokuti ndinoshaiwa simba kwaɀo; Ndirwirei panaʋanonditambudza; nokuti ʋanondikurira nesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai kuchema kwangu, nokuti ndiri pakushayiwa kukuru; ndinunurei kuna avo vanondidzinganisa, nokuti vanondikurira simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai kuchema kwangu nokuti ini ndapera simba; ndiponeseiwo kuvanhu vanonditambudza nokuti vane simba kupinda ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Teererai kudanidzira kwangu; nokuti ndinoshaiwa simba kwazvo; Ndirwirei panavanonditambudza; nokuti vanondikurira nesimba.
Shona 2009?
Teererai kudanidzira kwangu; nokuti ndinoshaiwa simba kwazvo; Ndirwirei panavanonditambudza; nokuti vanondikurira nesimba.
Shona SUB 2002 Bible
Teererai kudanidzira kwangu; nokuti ndinoshaiwa simba kwazvo; Ndirwirei panavanonditambudza; nokuti vanondikurira nesimba.