Psalms 142:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃuɗisai mŋeya waŋgu patoroŋgo, kuti ndiʋoŋge zita renyu; Ʋakarurama ʋacandipoteredza; Nokuti mucandiitira ɀakanaka kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndibudisei mutorongo, kuti ndirumbidze zita renyu. Ipapo vakarurama vachandipoteredza nokuda kwokunaka kwenyu kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiburitseiwo mujeri kuti nditende zita renyu vakarurama vachandikomberedza pamusana pokundiitira zvakanaka kwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Budisai mweya wangu patorongo, kuti ndivonge zita renyu; Vakarurama vachandipoteredza; Nokuti muchandiitira zvakanaka kwazvo.
Shona 2009?
Budisai mweya wangu patirongo, kuti ndivonge zita renyu; Vakarurama vachandipoteredza; Nokuti muchandiitira zvakanaka kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Budisai mweya wangu patorongo, kuti ndivonge zita renyu; Vakarurama vachandipoteredza; Nokuti muchandiitira zvakanaka kwazvo.