Psalms 143:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndidzidzisei kuita kuɗa kwenyu; nokuti ndimi Mŋari waŋgu; Mŋeya wenyu, wakanaka ŋgaundifambise munyika yakati cecetere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu, nokuti muri Mwari wangu; mweya wenyu wakanaka ngaunditungamirire panzira yakati chechetere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndidzidziseiwo kuita kuda kwenyu nokuti ndimi Mwari wangu; mweya wenyu wakanaka ngaunditungamirire nomunzira yakati sandara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu; nokuti ndimi Mwari wangu; Mweya wenyu, wakanaka ngaundifambise munyika yakati chechetere.
Shona 2009?
Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu; nokuti ndimi Mwari wangu; Mweya wenyu, wakanaka ngaundifambise munyika yakati chechetere,
Shona SUB 2002 Bible
Ndidzidzisei kuita kuda kwenyu; nokuti ndimi Mwari wangu; Mweya wenyu, wakanaka ngaundifambise munyika yakati chechetere.