Psalms 143:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kutoŋga muranda wenyu; Nokuti hapanomunhu mumŋe mupenyu uŋgaruramiswa pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musauyisa muranda wenyu mukutongwa, nokuti hakuna mupenyu akarurama pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musapinze ini muranda wenyu dare nokuti hapana mupenyu akarurama pamberi penyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kutonga muranda wenyu; Nokuti hapana munhu mumwe mupenyu angaruramiswa pamberi penyu.
Shona 2009?
Regai kutonga muranda wenyu; Nokuti hapana munhu mumwe mupenyu angaruramiswa pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kutonga muranda wenyu; Nokuti hapana munhu mumwe mupenyu angaruramiswa pamberi penyu.