Psalms 143:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka mŋeya waŋgu waziya mukati maŋgu; Mŋoyo waŋgu wavunduswa mukati maŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saizvozvo mweya wangu unoziya mukati mangu; mwoyo wangu unovhundutswa mukati mangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka ndapererwa nesimba, ndadzongodzwa mwoyo ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka mweya wangu wavhunduswa mukati mangu. Mwoyo wangu wavhunduswa mukati mangu.
Shona 2009?
Saka mweya wangu wavhunduswa mukati mangu. moyo wangu wavhunduswa mukati mangu.
Shona SUB 2002 Bible
Saka mweya wangu wavhunduswa mukati mangu. Mwoyo wangu wavhundutswa mukati mangu.