Psalms 143:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoraŋgarira mazuʋa akare; Ndinofuŋgisisa ɀose ɀamakaita; Ndinofuŋga ɓasa ramaʋoko enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinorangarira mazuva akare kare; ndinofungisisa pamusoro pamabasa enyu ose, uye ndinofunga zvakaitwa namaoko enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoyeuka mazuva akare, ndinorangarira zvose zvamakaita ndinofungisisa zvakaitwa namaoko enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinorangarira mazuva akare; Ndinofungisisa zvose zvamakaita; Ndinofunga basa ramaoko enyu.
Shona 2009?
Ndinorangarira mazuva akare; Ndinofungisisa zvose zvamakaita; Ndinofunga basa ramaoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinorangarira mazuva akare; Ndinofungisisa zvose zvamakaita; Ndinofunga basa ramaoko enyu.