Psalms 143:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinotambanudzira maʋoko aŋgu kwamuri; Mŋeya waŋgu uno ku shuʋai senyika yakawomerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotambanudzira maoko angu kwamuri; mweya wangu unokushuvai senyika yakaoma. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinosimudzira maoko angu kwamuri mweya wangu une nyota nemi sapasi pakaoma. Dzepfunde.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinotambanudzira maoko angu kwamuri; Mweya wangu unokushuvai senyika yakaomerwa.
Shona 2009?
Ndinotambanudzira maoko angu kwamuri; Mweya wangu unokushuvai senyika yakaomerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinotambanudzira maoko angu kwamuri; Mweya wangu unokushuvai senyika yakaomerwa.