Psalms 143:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurumidzai kundipindura, Jehova; mŋeya waŋgu waziya; Regai kundiʋanzira ciso cenyu; Ndigosaʋa saʋanoɓurukira kugomba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, kurumidzai kundipindura; mweya wangu woziya. Regai kundivanzira chiso chenyu nokuti ndingazova savaya vakaburukira mugomba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kasikai kundipindura TENZI ndapererwa ini, musavanze uso hwenyu ndingadaro ndikaita savaya vanoenda kuguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumidzai kupindura, Jehovha; mweya wangu waziya; Regai kundivanzira chiso chenyu; Ndigosava savanoburukira kugomba.
Shona 2009?
Kurumidzai kupindura, Jehovha; mweya wangu waziya; Regai kundivanzira chiso chenyu; Ndigosava savanoburukira kugomba.
Shona SUB 2002 Bible
Kurumidzai kupindura, Jehovha; mweya wangu waziya; Regai kundivanzira chiso chenyu; Ndigosava savanoburukira kugomba.