Psalms 143:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinzwisei ʋunyoro bgenyu maŋgwanani; Nokuti ndinoʋimba nemi; Ndiziʋisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mŋeya waŋgu kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani ngaandivigire shoko rorudo rwenyu rusingaperi, nokuti ndinovimba nemi. Ndiratidzei nzira yandinofanira kufamba nayo, nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai ndinzwe nezvemwoyochena wenyu mangwanani nokuti ndinovimba nemi. Ndidzidziseiwo nzira yandingafambe nayo, nokuti ndinosimudzira pfungwa nemwoyo wangu kunemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinzwisei unyoro hwenyu mangwanani; Nokuti ndinovimba nemi; Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri.
Shona 2009?
Ndinzwisei unyoro bwenyu mangwanani; Nokuti ndinovimba nemi; Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinzwisei unyoro hwenyu mangwanani; Nokuti ndinovimba nemi; Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo; Nokuti ndinosimudzira mweya wangu kwamuri.