Psalms 144:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Ŋgaarumbidzwe Jehova, ɗombo raŋgu, Unodzidzisa maʋoko aŋgu kurwa, Neminwe yaŋgu kufura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. [1] Jehovha Dombo rangu ngaarumbidzwe, iye anodzidzisa maoko angu kurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wamambo wokutenda Ngaarumbidzwe TENZI dombo rangu, anodzidzisa maoko angu hondo uye minwe yangu kurwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngaarumbidzwe Jehovha, dombo rangu, Anodzidzisa maoko angu kurwa, Neminwe yangu kufura;
Shona 2009?
Ngaarumbidzwe Jehovha, dombo rangu, Anodzidzisa maoko angu kurwa, Nemimwe yangu kufura;
Shona SUB 2002 Bible
Ngaarumbidzwe Jehovha, dombo rangu, Anodzidzisa maoko angu kurwa, Neminwe yangu kufura;