Psalms 144:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndimi munopa madzimambo kuponeswa, Munorwira Davidi muranda wenyu pamunondo unokuʋadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye anopa kukunda kumadzimambo, anorwira muranda wake Dhavhidhi kubva pamunondo unouraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munoita kuti madzimambo akurire imi makanunura Dhavhidhi muranda wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndimi munopa madzimambo kuponeswa, Munorwira Dhavhidhi muranda wenyu pamunondo unokuvadza.
Shona 2009?
Ndimi munopa madzimambo kuponeswa, Munorwira Dhavhidhi muranda wenyu pamunondo unokuvadza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndimi munopa madzimambo kuponeswa, Munorwira Dhavhidhi muranda wenyu pamunondo unokuvadza.