Psalms 144:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndisunuŋgurei, mundirwire paruʋoko rwaʋatorwa, Ʋanotaura ɀisinamaturo nomuromo waʋo, Ʋuye ruʋoko rwaʋo rworudyi ndirwo ruʋoko rworudyi rwenhema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndirwirei uye mundinunure kubva pamaoko avatorwa, vane miromo izere nenhema, vane maoko orudyi anonyengera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinunurei kubakatwa rehondo youtsinye; mundinunure mumaoko avatorwa, vanhu vanotaura manyepo vano ruoko rwavo rworudyi, ruoko rworudyi rwokutsidza narwo nhema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndisunungurei, mundirwire paruoko rwavatorwa, Vanotaura zvisina maturo nomuromo wavo, Uye ruoko rwavo rworudyi ndirwo ruoko rworudyi rwenhema.
Shona 2009?
Ndisunungurei, mundirwire paruoko rwavatorwa, Vanotaura zvisina maturo nomuromo wavo, Uye ruoko rwavo rworudyi ndirwo ruoko rworudyi rwenhema.
Shona SUB 2002 Bible
Ndisunungurei, mundirwire paruoko rwavatorwa, Vanotaura zvisina maturo nomuromo wavo, Uye ruoko rwavo rworudyi ndirwo ruoko rworudyi rwenhema.