Psalms 144:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋeɗu ʋacaʋa semiti yakakura kwaɀo paʋutȿa bgayo; Ʋuye ʋanasikana ʋeɗu samabge ekona akaʋezwa seɀinoʋezerwa imba yamambo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanakomana vedu pauduku hwavo vachava semiti yakakura zvakanaka, uye vanasikana vedu vachava sembiru dzakavezwa kuti dzishongedze muzinda wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinokumbirawo kuti vana vedu vakomana, kubvira pauduku hwavo vaite sezvinomera zvakasvika, vana vedu vasikana vave sembiru dzapamakona dzakavezerwa kuvaka muzinda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vedu vachava semiti yakakura kwazvo pautsva hwayo; Uye vanasikana vedu samabwe ekona akavezwa sezvinovezerwa imba yamambo;
Shona 2009?
Vanakomana vedu vachava semiti yakakura kwazvo pautsva hwayo; Uye vanasikana vedu samabwe ekona akavezwa sezvinovezerwa imba yamambo;
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vedu vachava semiti yakakura kwazvo pautsva hwayo; Uye vanasikana vedu samabwe ekona akavezwa sezvinovezerwa imba yamambo;