Psalms 144:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matura eɗu acazara neɀiyo ɀamarudzi ose; Namakwai eɗu acaɓereka ɀuru negumi reɀuru kumafuro eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matura edu achazadzwa nemhando dzose dzezviyo. Makwai edu achawanda nezviuru, nezviuru gumi mumafuro edu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Matura edu ngaazare apote achiwanisa vanhu zvinhu zvose. Hwai dzedu dzibereke gumi nefararira mumafaro muve namazana akazanirana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Matura edu achazara nezviyo zvamarudzi ose; Namakwai edu achabereka zviuru negumi rezviuru kumafuro edu.
Shona 2009?
Matura edu achazara nezviyo zvamarudzi ose; Namakwai edu achabereka zviuru negumi rezviuru kumafuro edu.
Shona SUB 2002 Bible
Matura edu achazara nezviyo zvamarudzi ose; Namakwai edu achabereka zviuru negumi rezviuru kumafuro edu.