Psalms 144:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzombe dzeɗu dzicatakudzwa ɀizhinji; Hatiŋgaputsirwi madziro, kana kuɓuɗa kundorwa, Hakuŋgaʋi nemhere inoridzwa panzira dzomumusha meɗu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nzombe dzedu dzichatakura mitoro inorema. Hapachazovi nokuputswa kwamasvingo, hapangavi nokuenda muutapwa, hapangavi nokuchema nenhamo munzira dzedu dzomumisha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mombe dzedu ngadzive navana vakawanda, pasina isingabereki kana inosvodza. Parege kuva nokuungudza mumigwagwa yedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzombe dzedu dzichatakudzwa zvizhinji; Hatingaputsirwi madziro, kana kubuda kundorwa, Hakungavi nemhere inoridzwa panzira dzomumusha medu;
Shona 2009?
Nzombe dzedu dzichatakudzwa zvizhinji; Hatingaputsirwi madziro, kana kubuda kundorwa, Hakungavi nemhere inoridzwa panzira dzomumusha medu;
Shona SUB 2002 Bible
Nzombe dzedu dzichatakudzwa zvizhinji; Hatingaputsirwi madziro, kana kubuda kundorwa, Hakungavi nemhere inoridzwa panzira dzomumusha medu;