Psalms 144:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, munhu cinyiko, ɀamunehanya naye? Kana mŋanakomana womunhu, ɀamunomuraŋgarira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, munhu chiiko zvamune hanya naye? Kana mwanakomana womunhu zvamunomufunga?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhai TENZI iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira iye munhuwo zvake wamunofunga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, munhu chinyiko, zvamune hanya naye? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomurangarira?
Shona 2009?
Jehovha, munhu chinyiko, zvamune hanya naye? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomurangarira?
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, munhu chiiko, zvamune hanya naye? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomurangarira?