Psalms 144:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu wakafanana nomŋeya; Mazuʋa ake aneŋge mumvuri unopfuʋura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu akafanana nomweya; mazuva ake akaita somumvuri unopfuura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akaita sefemo, mazuva ake akaita somumvuri unopfuura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu akafanana nomweya; Mazuva ake anenge mumvuri unopfuura.
Shona 2009?
Munhu akafanana nomweya; Mazuva ake anenge mumvuri unopfuura.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu akafanana nomweya; Mazuva ake anenge mumvuri unopfuura.