Psalms 145:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ʋaziʋise ʋanakomana ʋaʋanhu maɓasa ake anesimba, Nokubginya kwoʋumambo bgoʋushe bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti vanhu vose vazive nezvamabasa enyu makuru, nokunaka kwokubwinya kwoumambo hwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuzivisa vanhu simba ramabasa enyu uye mukurumbira woumambo hwenyu husingaitiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti vazivise vanakomana vavanhu mabasa ake anesimba, Nokubwinya kwoumambo hwohushe hwake.
Shona 2009?
Kuti vazivise vanakomana vavanhu mabasa ake anesimba, Nokubwinya koumambo hwoushe hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti vazivise vanakomana vavanhu mabasa ake ane simba, Nokubwinya kwoumambo hwohushe hwake.