Psalms 145:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Meso aʋose anotarira kwamuri; Munoʋapa ɀokudya ɀaʋo paŋguʋa yakafanira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Meso avose anotarira kwamuri, uye munovapa zvokudya zvavo nenguva yakafanira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Meso ose anotarisa kwamuri imi muchivapa chokudya chavo nenguva yakafanira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Meso avose anotarira kwamuri; Munovapa zvokudya zvavo panguva yakafanira.
Shona 2009?
Meso avose anotarira kwamuri; Munovapa zvokudya zvavo panguva yakafanira.
Shona SUB 2002 Bible
Meso avose anotarira kwamuri; Munovapa zvokudya zvavo panguva yakafanira.